Ndirikurumwa nezvitunha

 

Ndiri kurumwa-rumwa nezvitunha’
MURUME wekuZvimba East anoti ari kurumwa-rumwa nezvitunha izvo aifukunura achinorasa mudhamu nekumwe kwakasiyana apo aishandira imwe kambani inoviga vafi nechinangwa chekuti vawane pekuviga vamwe vanhu sezvo nzvimbo yekuchera makuva matsva yakange yave kupera.
Inzwai Tinashe Chiguma (32) achitaura pamusoro pedambudziko rake . . .